Ezira 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takabvunza vakuru vavo tikati kwavari, “Ndiani akakupai mvumo yokuti muvakezve temberi iyi nokumisazve masvingo aya?”

Ezira 5

Ezira 5:3-12