Ezira 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo ngaazive kuti takaenda kudunhu reJudha, kutemberi yaMwari mukuru. Vanhu vari kuivaka namabwe makuru uye vachiisa matanda mumasvingo. Basa riri kuitwa nokushingaira uye riri kupfuurira mberi nokukurumidza mumaoko avo.

Ezira 5

Ezira 5:1-17