Ezira 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaripira vapi vamazano kuti vavapikise nokuvakanganisa paurongwa hwavo panguva yose yokutonga kwaSirasi mambo wePezhia uye kusvikira pakutonga kwaDhariasi mambo wePezhia.

Ezira 4

Ezira 4:1-15