Ezira 4:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokudaro basa reimba yaMwari rakamira kuitwa muJerusarema kusvikira gore rechipiri rokutonga kwaDhariasi mambo wePezhia.

Ezira 4

Ezira 4:23-24