Ezira 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakangoverengwa tsamba yaMambo Atazekisesi kuna Rehumi naShimishai munyori navamwe vavo, vakabva vaenda pakarepo kuvaJudha vaiva muJerusarema vakavamanikidza nechisimba kuti varege kuvaka.

Ezira 4

Ezira 4:20-24