Ezira 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ngatiitei sungano pamberi paMwari wedu kuti tidzinge vakadzi ava vose navana vavo, maererano nezvakarayirwa naishe wangu naavo vanotya mirayiro yaMwari wedu. Ngazviitwe maererano nomurayiro.

Ezira 10

Ezira 10:1-4