Ezira 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Shekania mwanakomana waJehieri, mumwe wezvizvarwa zvaEramu, akati kuna Ezira, “Takatadzira Mwari wedu nokuwana vakadzi vatorwa kubva kundudzi dzakatipoteredza. Asi kunyange zvakadaro, Israeri ichine tariro.

Ezira 10

Ezira 10:1-8