Ezira 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vakapika namaoko avo kuti vachadzinga vakadzi vavo, uye pamhosva dzavo mumwe nomumwe wavo akapa gondohwe kubva pamakwai ake sechipiriso chechivi.

Ezira 10

Ezira 10:16-21