Ezira 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakati pezvizvarwa zvavaprista, ava ndivo vakanga vawana vakadzi vatorwa: Kubva kuzvizvarwa zvaJeshua mwanakomana waJozadhaki nehama dzake: Maaseya, Eriezeri, Jaribhu naGedharia.

Ezira 10

Ezira 10:13-25