Ezekieri 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwavari, “Svibisai temberi muzadze mavazhe navakaurayiwa. Endai!” Naizvozvo vakaenda vakatanga kuuraya muguta rose.

Ezekieri 9

Ezekieri 9:2-11