Ezekieri 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Urayai vatana, majaya navarandakadzi, madzimai navana, asi musabata ani zvake ano munembo. Mutangire paimba tsvene yangu.” Saka vakatanga navakuru vakanga vari mberi kwetemberi.

Ezekieri 9

Ezekieri 9:1-11