Ezekieri 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuguma kwasvika! Kuguma kwasvika! Kwamuka kuti kuzokurwisai. Kwauya! Kuparadzwa kwauya pamusoro pako, iwe ugere panyika.

Ezekieri 7

Ezekieri 7:1-7