Ezekieri 48:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kurutivi rwezasi, kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu pakureba, masuo matatu achamira sezvizvi: suo raSimeoni, suo raIsakari nesuo raZebhuruni.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:31-35