Ezekieri 48:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kurutivi rwokumabvazuva, kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu pakureba, masuo matatu achamira sezvizvi: suo raJosefa, suo raBhenjamini nesuo raDhani.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:26-34