Ezekieri 48:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ichava chipo chakatsaurwa kwavari kubva pamugove wakatsaurwa wenyika, iwo mugove mutsvenetsvene, unoganhura nyika yavaRevhi.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:9-15