Ezekieri 48:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iyi ichava yavaprista vakaitwa vatsvene, ivo vaZadhoki, vakanga vakatendeka pakundishumira uye vasina kutsauka sezvakaitwa navaRevhi panguva yakatsauka vaIsraeri.

Ezekieri 48

Ezekieri 48:8-20