Ezekieri 47:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose zvipenyu zvinokambaira zvichagara kwose nokunoyerera rwizi. Pachava nehove zhinji zhinji, nokuti mvura iyi inoyereramo ichiita kuti mvura yomunyu inatswe; saka kwose kunoyerera rwizi zvinhu zvose zvinorarama.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:7-11