Ezekieri 47:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwandiri, “Mvura iyi inoyerera yakananga kunyika yokumabvazuva ichiburukira kuArabha kwainodira mugungwa. Painongodira mugungwa, mvura yomo inobva yanaka.

Ezekieri 47

Ezekieri 47:6-10