Ezekieri 46:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipiriso chinopiswa chinofanira kuvigirwa Jehovha nomuchinda nomusi weSabata, chinofanira kuva chamakwayana matanhatu makono negondohwe, ose asina kuremara.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:3-14