Ezekieri 46:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu venyika vanofanira kunamata pamberi paJehovha vari pamukova wesuo pamaSabata napaKugara kwoMwedzi.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:1-8