Ezekieri 45:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Mumwedzi wokutanga pazuva regumi namana munofanira kucherechedza Pasika, mutambo unopedza mazuva manomwe, munofanira kudya chingwa chisina mbiriso pamazuva iwayo.

Ezekieri 45

Ezekieri 45:17-25