Ezekieri 45:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munofanira kuita zvimwe chetezvo pazuva rechinomwe romwedzi kuna ani zvake asina kutadza nobwoni kana nokusaziva; saka munofanira kuyananisira temberi.

Ezekieri 45

Ezekieri 45:13-25