Ezekieri 44:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista havafaniri kungodya zvinhu zvose, ingava shiri kana chipfuwo, chawanikwa chakafa kana chaurayiwa nezvikara zvesango.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:23-31