Ezekieri 44:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakanakisisa, zvezvibereko zvenyu zvokutanga nezvipo zvenyu zvose zvakatsaurwa zvichava zvavaprista. Munofanira kuvapa mugove wokutanga woupfu hwakakuyiwa kuitira kuti makomborero agogara paimba yenyu.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:26-31