Ezekieri 43:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva pachigadziko chapasi kusvikira pamupanda wenyasi yakakwirira namakubhiti maviri uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye kubva pamupanda muduku kusvikira pamupanda mukuru yakakwirira namakubhiti mana uye kubhiti rimwe chete paupamhi.

Ezekieri 43

Ezekieri 43:8-16