Ezekieri 43:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Izvi ndizvo zviyero zvearitari mumakubhiti marefu, kubhiti riri kubhitia noupamhi hwechanzab: Chigadziko chayo chakadzika kubhiti rimwe chete nekubhiti rimwe chete paupamhi, nomuromo uno upamhi hwechanzac pamusoro. Uku ndiko kukwirira kwearitari:

Ezekieri 43

Ezekieri 43:10-19