Ezekieri 42:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati apedza kuyera zvakanga zviri mukati metemberi, akandibudisa kunze nechokusuo rokumabvazuva ndokubva ayera nzvimbo yacho yose.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:12-16