Ezekieri 42:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vaprista vakangopinda panzvimbo tsvene, havachafaniri kubudira kuruvazhe rwokunze kusvikira vasiya nguo dzavanga vachishandisa pakushumira, nokuti idzo itsvene. Vanofanira kupfeka dzimwe nguo vasati vasvika pedyo nenzvimbo dzavanhu.”

Ezekieri 42

Ezekieri 42:8-20