Ezekieri 42:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndizvo zvakanga zvakaita mikova yamakamuri ezasi. Pakanga pane mukova paitangira nzvimbo yokufamba nayo pakanga pakangoenzana namadziro akanangana nawo zvichipfuurira zvakananga kumabvazuva, kana munhu achipinda mumakamuri.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:8-20