Ezekieri 42:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nenzvimbo yokufamba nayo nechemberi kwawo. Aya akanga akafanana namakamuri okumusoro; akanga akaenzana pakureba noupamhi, akanga akafanana pokubuda napo uye nokuyerwa kwawo. Sezvakanga zvakaita makonhi okumusoro

Ezekieri 42

Ezekieri 42:2-17