Ezekieri 41:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pamwe chetewo napazvikumbaridzo uye napamawindo maduku napadzimba dzokuratidzira zvose zviri zvitatu, zvinhu zvose zvaiva seri nechikumbaridzowo, zvakanga zvakafukidzwa namapuranga. Uriri, madziro kusvika pamawindo, namawindo zvakanga zvakafukidzwa.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:9-19