Ezekieri 41:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akayera urefu hweimba yakatarisana noruvazhe necheshure kwetemberi, kusanganisa nedzimba dzokuratidzira dzacho kurutivi rumwe norumwe; zvakaita makubhiti zana. Nzvimbo tsvene yokunze, nenzvimbo tsvene yomukati uye biravira rakatarisana noruvazhe,

Ezekieri 41

Ezekieri 41:11-25