Ezekieri 41:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akayera temberi; yakanga ina makubhiti zana pakureba, uye ruvazhe rwetemberi neimba namadziro ayo yaivawo namakubhiti zana pakureba.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:5-22