Ezekieri 41:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakanga kune mikova yaipinda kumakamuri okumativi uchibva nokunzvimbo yakashama, mumwe nechokumusoro, mumwe nechenyasi; uye hwaro hwaibatanidza nzvimbo yakasara hwaisvika makubhiti mashanu paupamhi kumativi ose.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:7-19