Ezekieri 40:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakanga pane suo rinopinda muruvazhe rwomukati rakanga rakanangana nesuo rokumusoro, sezvazvakanga zvakaitawo nechokumabvazuva. Akayera kubva pane rimwe suo kusvikira pane rakanangana naro; aiva makubhiti zana.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:17-24