Ezekieri 40:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mawindo aro, mabiravira aro uye miti yokushongedza yemichindwe, zvakanga zvakangoenzana nezviya zvesuo rakanga rakatarisa kumabvazuva. Zvikwiriso zvinomwe ndizvo zvaisvitsa ikoko, zvakatarisana nebiravira racho.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:18-29