Ezekieri 38:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shebha neDhedhani navashambadziri vokuTashishi nemisha yaro yose vachati kwauri, “Wauya kuzopamba here? Waunganidza vanhu kuti vatore zvipfuwo nenhumbi uye kuti utore zvakapambwa zvizhinji here?” ’

Ezekieri 38

Ezekieri 38:3-15