Ezekieri 38:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichapamba nokuba, ndichasimudza ruoko rwangu kuti ndirwise matongo ogarwa navanhu uye vanhu vakaungana kubva kundudzi vakapfuma pazvipfuwo nenhumbi, vagere pakati penyika.”

Ezekieri 38

Ezekieri 38:7-21