Ezekieri 37:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havachazozvisvibisizve nezvifananidzo zvavo kana nezvinonyangadza zvavo kana kudarika kuipa kwavo, nokuti ini ndichavaponesa pazvivi zvavo zvokudzokera shure, uye ndichavanatsa. Vachava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wavo.

Ezekieri 37

Ezekieri 37:17-28