Ezekieri 37:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavaita rudzi rumwe chete munyika iyo, pamakomo aIsraeri. Pachava namambo mumwe chete pamusoro pavo vose uye havachazovizve ndudzi mbiri kana kupatsanurwa kuti vave umambo huviri.

Ezekieri 37

Ezekieri 37:21-25