Ezekieri 36:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti vanhu, ivo vanhu vangu Israeri, vafambe pamusoro pako. Vachakutora uye muchava nhaka yavo; hamuchazovatorerizve vana vavo.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:5-21