Ezekieri 36:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichawedzera kuwanda kwavanhu nezvipfuwo pamusoro pako uye vachava nezvibereko vagowanda kwazvo. Ndichagarisa vanhu mauri sezvazvakanga zvakaita kare uye ndichaita kuti mubudirire kupfuura pakutanga. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:10-12