Ezekieri 35:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uchaziva kuti ini Jehovha ndakanzwa zvose zvinonyadza zvawakataura zvinorwisa makomo eIsraeri. Iwe wakati, “Akaparadzwa uye akapiwa kwatiri kuti tiadye.”

Ezekieri 35

Ezekieri 35:3-14