Ezekieri 35:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naizvozvo, noupenyu hwangu zvirokwazvo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, ndichakuitira zvakafanira kutsamwa negodo rawakaratidza mukuvavenga kwako uye ndichaita kuti vandizive pakati pavo pandichakutonga.

Ezekieri 35

Ezekieri 35:4-14