Ezekieri 34:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamuna kusimbisa asina simba kana kurapa anorwara kana kusunga akakuvara. Hamuna kutsvaka akarasika kana kudzosa akadzingwa. Makaabata nehasha noutsinye.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:1-13