Ezekieri 34:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munodya ruomba, munozvifukidza namakushe muchiuraya makwai akakora, asi hamuna hanya namakwai.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:1-6