Ezekieri 33:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, achafa nokuda kwazvo.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:11-22