Ezekieri 33:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kunyange zvakadaro, vanhu venyika yako vanoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi nzira yavo ndiyo isina kururama.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:9-23