Ezekieri 31:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Misidhari yomubindu raMwari yakanga isingagoni kuukunda, uye miti yomupaini yakanga isingaenzani namatavi awo, uye miti yemipaini hayaienzaniswa namatavi awo, hakuna muti mubindu raMwari waienzana nawo pakunaka.

Ezekieri 31

Ezekieri 31:3-15