Ezekieri 31:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakanga uchiyevedza parunako, namatavi awo akatandavara, nokuti midzi yawo yaidzika pasi kune mvura zhinji.

Ezekieri 31

Ezekieri 31:1-9